KwaunobvaDuramazwiZzambiya

Zvinoreva

Zambiya ijira rine mavara-mavara rinomonerwa namadzimai, rakatenderera nomuviri, richibvira muchiuno richida kundobata kutsoka.

1

Kana uchimonera zambiya unenge uchirisungirira pamuviri wako.

Zambiya ihembe dzinenge dakasonwa nemucheka wezambiya.

Zambiya ijira rine mavara-mavara rinomonerwa namadzimai, rakatenderera nomuviri, richibvira muchiuno richida kundobata kutsoka.

2

Zambiya ihembe dzinenge dakasonwa nemucheka wezambiya.

Zvakafanana

mutigida

Mamwe mazwi ane Z

Z

Swipe for the next word