KwaunobvaDuramazwiZZambezi

Duramazwi · zita

Zambezi

Zvinoreva

Zambezi rwizi rukuru chaizvo runoganhura Zimbabwe neZambia, uye ndirwo rune dhamu guru reKariba uye nemapopoma e Victoria Falls.

1

Regai nditokupai hangu zano, pano hapana chenyu saka mosimuka mobereka makotsi makananga kuna Zambezi.

Muna Zambezi munoshandiswa zvikepe kuyambutsa vanhu mhiri.

Zambezi rwizi rukuru chaizvo runoganhura Zimbabwe neZambia, uye ndirwo rune dhamu guru reKariba uye nemapopoma e Victoria Falls.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zambira

Kuzambira zuva kudziya mushana, uri paunonyatsowana kudziya kwezuva kwose. Dzvinyu _kuzambira_ zuva huona mwena.

Verenga

Swipe for the next word