KwaunobvaDuramazwiZzambiringa

Duramazwi · zita

zambiringa

Zvinoreva

Zambiringa muchero unoberekwa pamuti unotanda unovavira, unowanzowanikwa mugomo uye unotsvukuruka kana kusviba kana waibva.

1

Waini chinwiwa chinodhaka chinogadzirwa nemazambiringa.

Kana munhu kana chinhu chichinzi izambiringa munyemba chinenge chisina kufanana kana kuti chisingaenderani nezvimwe zvinenge zviripo.

Zvakafanana

girepi

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zambiya

Zambiya ijira rine mavara-mavara rinomonerwa namadzimai, rakatenderera nomuviri, richibvira muchiuno richida kundobata kutsoka.

Verenga

Swipe for the next word