Duramazwi02 / 03giretaPanyaya dzokubika, kugireta kukwizira chikafu chakaomarara sekavichi kana gaka pasimbi ine zvimaburi, kuti chiite zvidimbu zvidikidiki.Verenga→