Duramazwi · zita
giredhi
grade · grade (in school)
Duramazwi · zita
grade · grade (in school)
Danho renguva kana rechinhu.
Danho renguva kana rechinhu.
Mune zvekuvaka, giredhi udzamu hwefundo inege iine munhu pabasa racho iroro.
Mune zvechikoro, giredhi idanho rokupuraimari rinoitwa nemwana pagore rega rega kuti akwanise kunge achienda padanho rinotevera.
Mwana wangu ava mugiredhi rechishanu. Akabva mugiredhi rechina gore rapera.
Mune zvekuvaka, giredhi udzamu hwefundo inege iine munhu pabasa racho iroro.
Pakutengeswa kwembeswa, giredhi kusvika nokutsvinda kunenge kwakaita mbeswa zvichizopa kuti dzingatengeswa nemarii.
Donje rangu rakapinda mugiredhi rokutanga, nokudaro mari ndichaizvambura.
Duramazwi
01 / 03girepi
grape
VerengaSwipe for the next word