KwaunobvaDuramazwiGgwaro

Duramazwi · zita

gwaro

memorandum · leaflet

Zvinoreva

Gwaro ipepa rakanyorwa, sebhuku, tsamba kana zvimwewo.

1

Gwaro ipepa rakanyorwa, sebhuku, tsamba kana zvimwewo.

Pasina gwaro rokufambisa, munhu haabvumirwi kuenda kunze kwenyika.

Tinoda kuvimba kuti vachashandisa gwaro iri pakudzidza kwavo vachabatsirika zvikuru.

Gwaro rino rine zvitsauko makumi maviri nezvishanu zvakanyorwa nenyanzvi shanu dzichiita mukomberanwa.

2

Giredhi.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwaronyorwa

Ichi chinyorwa chino udzamu hunotoda tsvakurudzo asi icho chisina kuzoreba kuita bhuku.

Verenga

Swipe for the next word