Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achibhuka chimwe chinhu anenge achinyora kana kuisa mucherechedzo wekuzivisa kuti panguva yakati chinhu chacho chichange chava kuseenzeswa nanhingi.
1
Kana munhu achibhuka chimwe chinhu anenge achinyora kana kuisa mucherechedzo wekuzivisa kuti panguva yakati chinhu chacho chichange chava kuseenzeswa nanhingi.
Wabhuka here kuti mangwana tisu tichange tichishandisa motokari.
Kugabhuka kunganduka komwoto uri kubaka uchiputika mudondo.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhuku
reference
VerengaSwipe for the next word