Kwaunobva

bhuku

zita
Zvinoreva
  1. 1

    Kuti bhuku kufamba munhu achiita ruzha nemakumbo sezvinoita munhu akapfeka majombo.

  2. 2

    Chinyorwa chine mashizha mukati kana kuti danho pakudzidza.

  3. 3

    Bhuku mashizha emapepa akaenzana akabatanidzwa pamwe kumusana kwawo, mukati chete makanyorwa mavara kana kuti munezenge muchinyorwa nemunhu.

    Ukatarisa munhu nemapfekero ake chete unokwanisa kunyora bhuku rakazara nekuti mapfekero mashoko akakwana anojekesa hunhu hwemunhu.

    Munyori uyu akaruka nyaya ikazopedzisira rava bhuku rinoverengwa.

  4. 4

    Bhuku musha unenge uri pasi pasabhuku mumwe chete.

  5. 5

    Bhuku ikadhi rinonyorwa uwandu hwen'ombe dzemunhu uye rinotaridzwa mazuva adzauya kuzodhibha.

  6. 6

    Bhuku chidanho chokudzidza chinenge chasvika munhu kuchikoro, zvikuru kupuraimari kana kusekendari.

    Kana masvika mubhuku retatu muchange mava kudzidza mabhuku anoti gozhei.

Maumbirwo

Mupanda 5 (ri- / ma-)

Mazwi akafanana
Mhuri yeizwi

Apps from the team behind Kwaunobva

Made in Zimbabwe by Invalcre (Pvt) Limited. Free, and they work offline.

Provisional Test Zimbabwe app iconProvisional Test ZimbabweZimbabwe VID test and Highway Code

Pass your Zimbabwe provisional driving test.

  • Every question of this year's papers, with the reason each answer is right
  • A readiness score that moves as you sit papers, so you know when to book
Provisional app: a timed test question asking which car at a junction goes last
Danho app iconDanhoZIMSEC O and A Level past papers

Every ZIMSEC past paper, offline, on your phone.

  • Works fully offline once a subject is downloaded
  • Progress tracked paper by paper, not just a percentage
Danho app: today's revision plan, with the questions left to revise and a paper to start per subject
Bhaibheri app iconBhaibheriThe Shona Bible and its hymnals

The Shona Bible. Every hymn your church sings. Free.

  • Two versions side by side, verse for verse
  • AFM, Methodist, RCZ, UMC, Baptist and SDA hymnals
Bhaibheri app: choosing a church hymnal, from Apostolic Faith Mission to Seventh-day Adventist
Denhe app iconDenheZimbabwe's public record

The record of what Zimbabwe publishes.

  • Take-home pay, ZESA units and mobile money charges worked out
  • Every school, university and bank, a page each
Denhe: the PAYE calculator working out take-home pay from a monthly salary