KwaunobvaDuramazwiBbhugumu

Duramazwi

bhugumu

Zvinoreva

Kuti bhugumu kugumha chinhu chine zvinhu mukati chobva chaputsika.

1

Kuti bhugumu kugumha chinhu chine zvinhu mukati chobva chaputsika.

Ndakati bhugumu bhotoro remafuta ekubikisa achibva azara nemba yese.

Kuti bhugumu kugumha chinhu chine zvinhu mukati chobva chaputsika.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhugumuka

Kubhugumuka kuwira pasi kwechinhu chine zvinhu mukati.

Verenga

Swipe for the next word