Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ichi chinyorwa chino udzamu hunotoda tsvakurudzo asi icho chisina kuzoreba kuita bhuku.
1
Ichi chinyorwa chino udzamu hunotoda tsvakurudzo asi icho chisina kuzoreba kuita bhuku.
Jerero chikamu chinowedzerwa kumagumo kwebhuku kana kwegwaronyorwa, chinoratidza zvimwe zvinyorwa zvakashandiswa nomunyori.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwaru
Kana kunze kwakati gwaru kunenge kwakachena.
VerengaSwipe for the next word