Duramazwi · zita
chinyorwa
article · document · libel · manuscript · publication · scrap · script · scripture · text · thesis · editorial · essay

Chinyorwa inyaya, detembo kana chimwewo chakanyorerwa kuti vanhu vaverenge.

Chinyorwa chandinodisa ndechaVaChitepo chinonzi "Soko Risina Musoro".
Pandakatadza kupedza kunyora chinyorwa changu, ndakakumbira kuti ndipihwe ekisitenjeni.
Chinyorwa inyaya, detembo kana chimwewo chakanyorerwa kuti vanhu vaverenge.
Duramazwi
01 / 03chinyowa
Chinyowa mupfudze unenge waorera zvakanyanya.
VerengaSwipe for the next word