KwaunobvaDuramazwiGgwasha

Duramazwi · zita

gwasha

Zvinoreva

Chikwenzi.

1

Chikwenzi.

Mugwasha inzvimbo ine miti yakawanda chaizvo.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwashadombo

Gwashadombo igwavava rine mhuno yakatesva, rinowanzogara mumahwangwaridza emaware.

Verenga

Swipe for the next word