KwaunobvaDuramazwiGgwenzi

Duramazwi · zita

gwenzi

bush

Zvinoreva

Gwenzi chimuti chinenge chisina kureba zvakanyanya.

1

Gwenzi chimuti chinenge chisina kureba zvakanyanya.

Kuti tusvu kukweva gwenzi kana hunde yechibage kubva muvhu, zvisina simba.

2

Gwenzi muti unoshandiswa semushonga.

Gwenzi romuroro rinorapa zvakawanda.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwere

Gwere idanda rinoshandiswa kuvhara sezvakaita pamukova wedanga kana tsapi.

Verenga

Swipe for the next word