Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu achigwerededza anenge achikuya paguyo zvishoma zvishoma, zvinoratidza kuti ane usimbe.
1

Muroora aigwerededza paguyo nokuti aiva ajaira kugavisa zviyo.
Kana munhu achigwerededza anenge achikuya paguyo zvishoma zvishoma, zvinoratidza kuti ane usimbe.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gweregwere
Gweregwere munhu anoita zvechitsotsitsi, zvekuti vanhu vanobva vashaya paamire chaipo.
VerengaSwipe for the next word