Duramazwi · zita
gwerendende
gurumwandira
Duramazwi · zita
Gwerendende kudya kunenge kwakasanganiswa-sanganiswa, kuchinge bota.

Uku kufamba kwemhuka kana vanhu vakawanda vari pamwe chete.
gurumwandira
Duramazwi
01 / 03gwerengwe
Gwerengwe izita rokutsvinya rinopuwa munhu akapusa.
VerengaSwipe for the next word