Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gwenyakwenya kuramba mhuka kana munhu achikwenya pamusana pokuvaviwa.
Gwenyakwenya chikwenzi chine mvere chinowanikwa munzvimbo dzine mapani.
1

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwenyambira
Gwenyambira munhu anogona kuridza mbira kana magitare, uye nokuimba.
VerengaSwipe for the next word