KwaunobvaDuramazwiGgwenyambira

Duramazwi · zita

gwenyambira

maridzambira la

Zvinoreva

Gwenyambira munhu anogona kuridza mbira kana magitare, uye nokuimba.

1

Gwenyambira munhu anogona kuridza mbira kana magitare, uye nokuimba.

Kana gwenyambira achidaura mbira anenge achidziridza zvine simba uye zvinonakidza.

Gwenyambira munhu anogona kuridza mbira kana magitare, uye nokuimba.

Zvakafanana

maridzambira la

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word