Kwaunobva/Duramazwi/G/gwashura
Duramazwi
Kugwashura kudimbura kadimbu kechimwe chinhu.
-chetura
gwasira
Kutungamirira nhoroondo.
gwasvo
Gwasvo muti unogadzirwa kuti ushandiswwe kufambisa chikepe.
gwata
Gwata rudzi rwemhashu inoonekwa dzimwe nguva dzegore uye inomborova.
Swipe for the next word