KwaunobvaDuramazwiGgwari

Zvinoreva

Gwari ishiri yakafanana nehuku asi iri diki uye yakatsvukuruka, inodva mbeu dzomuminda, uye inokandirira mazai pasi pegwenzi.

1

Parakavhungwa netsvimbo gwari rakabva rati kwaba pasi.

Gwari ishiri yakafanana nehuku asi iri diki uye yakatsvukuruka, inodva mbeu dzomuminda, uye inokandirira mazai pasi pegwenzi.

Kwangwari i-rovha zvaro risati rambobayirwa chitupa kana kamwe chete zvako.

Zvakafanana

hwarikwari · mutowatsva

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word