Duramazwi · zita
girepisi
grape
Duramazwi · zita
grape
Michero inotapira inoita tumbeu tudiki tunodyiwa (grapes).
Michero inotapira inoita tumbeu tudiki tunodyiwa (grapes).
Chitsoko michero yakaungana pamwe chete sezvinoita mabhanana kana magirepisi.
Duramazwi
01 / 03gireta
Panyaya dzokubika, kugireta kukwizira chikafu chakaomarara sekavichi kana gaka pasimbi ine zvimaburi, kuti chiite zvidimbu zvidikidiki.
VerengaSwipe for the next word