Duramazwi01 / 03giribidiKana munhu achinzi igiribidi anenge achiwana zvinhu nenzira dzine chikuruku mukati.Verenga→
Duramazwi02 / 03giridhiGiridhi mitsetse yakarurama inenge yakavakwa nesimende, yakachinjika mugwagwa, iine mwena pakati payo, kuti mhuka dzisapfuure.Verenga→