KwaunobvaDuramazwiGgirazi

Zvinoreva

Chigadzirwa chese chinonjenjemera.

1

Chigadzirwa chese chinonjenjemera.

Girazi kamudziyo kanonjenjemera, kanoshandiswa kumwira mvura, doro nezvimwe zvinwiwa.

Girazi mudziyo unoita kuti munhu akwanise kuona chiso chake kana kushambidzika kwemuviri.

Chishandiso chakagadzirwa nevhu kana girazi chekuisira maruva (vase).

2

Girazi ndezvinoiswa pafafitera kana kuti pahwindo kuti mhepo isapinde, asi chiedza chichikwanisa kupinda, uye vari mukati vachikwanisa kuona zviri kunze.

3

Girazi mudziyo unoita kuti munhu akwanise kuona chiso chake kana kushambidzika kwemuviri.

4

Girazi kamudziyo kanonjenjemera, kanoshandiswa kumwira mvura, doro nezvimwe zvinwiwa.

Zvakafanana

chiringiro · mira · chioneso

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

girebha

Kugirebha munhu kuisa ruoko rwako pamapfudzi ake.

Verenga

Swipe for the next word