KwaunobvaDuramazwiCchiringiriro

Duramazwi · zita

chiringiriro

mirror

Zvinoreva

Chiringiro.

1

Chiringiro.

Uku kungaima-ngai-ma kwechinhu chinenge chichipenya, chakaita semagirazi kana chiringiriro.

Akazvitarisa muchiringiriro asati aenda kubasa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiringiro

Chiringiro igirazi rakapendwa nependi kuseri, zvinoita kuti ukatarisa mugirazi macho woona mufananidzo wako uchidzoka mumaziso ako uchibva wazvio-

Verenga

Swipe for the next word