Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chiringiro igirazi rakapendwa nependi kuseri, zvinoita kuti ukatarisa mugirazi macho woona mufananidzo wako uchidzoka mumaziso ako uchibva wazvio-
1
Chiringiro igirazi rakapendwa nependi kuseri, zvinoita kuti ukatarisa mugirazi macho woona mufananidzo wako uchidzoka mumaziso ako uchibva wazvio-
Kuti vhetu kuteya kunoita chiringiro chinenge chichidzora miranzi yezuva kumeso.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiriporipocho
prompt
VerengaSwipe for the next word