Duramazwi · zita
zamu
ardent · breast · udder
Duramazwi · zita
ardent · breast · udder
Nhengo iri pachipfuva chemunhukadzi.
Nhengo iri pachipfuva chemunhukadzi.
Zamu remombe rinogara rakangoti kasva.
Kana n'ombe ichinzi ine dindi inenge isingabudi mukaka wakawanda asi iyo ine zamu guru.
Kana n'ombe ichinzi yakakumba inenge iine zamu guru rinotarisirwa kubuda mukaka wakawanda.
Zamu inhengo yemuviri inowanikwa pachipfuva chemunhukadzi yakazvimba kunge chitende muri imozve munobuda mukaka wekuya-mwisa mwana.
Zamu remhuka inhengo inomera ichizokura yakarembera pakati pemakumbo ayo, iine minyatso inozonwiwa nayo mukaka nomwana wayo.
Kana mombe ichinzi ine zamu inenge yava nemhuru mudumbu mayo.
Duramazwi
01 / 03zamura
Kuzamura bhora kurirova nesimba rakawanda.
VerengaSwipe for the next word