Duramazwi
Zvinoreva
Diti inhengo yomuviri iri pakati pehuro nedumbu.
1
Diti inhengo yomuviri iri pakati pehuro nedumbu.
Kana munhu achinzi anozvirova diti anenge achizvida nekuzvitutumadza.
Tererwa ishiri yakakura zviri pakati nepakati, nhema ine diti jena.
Svosve kananairwa kane diti nedumbu zvakazvinginyika kane makumbo masere kanowanzoonekwa kana kuchidziya.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03ditima
Ditima vanhu vakawanda vanenge vachifamba pamwepo, vachiratidza hasha.
VerengaSwipe for the next word