KwaunobvaDuramazwiCchipfuva

Zvinoreva

Chipfuva inhengo yomuviri, kutangira pazasi pehuro kusvika panosangana mbabvu nedumbu. Chipfuva chinosimukira nokudzika zvinotoonekwa kana uchifemereka.

1

Chipfuva inhengo yomuviri, kutangira pazasi pehuro kusvika panosangana mbabvu nedumbu. Chipfuva chinosimukira nokudzika zvinotoonekwa kana uchifemereka.

Chipfuva chake chainge choita kubvira nehasha zvakazongomupa kuseka.

Amheno hako handiti ndiwe waimisa chipfuva kunge bunha rashaya varume uchi taura zvisina Basa.

2

Kana munhu achinzi ane chipfuva anenge asingagoni kuchengeta nyaya yaane-nge ataurirwa asina mumwewo waanoudza.

Chipo haazi wokuudza zvakavandika nokuti ane chipfuva.

Zvakafanana

dundundu · matunduru · diti

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipfuwo

Chipfuwo imhuka yese inochengetwa pamusha, inogona kushandiswa mabasa akasiyana-siyana kana kuzongou-rayiwa kuita nyama.

Verenga

Swipe for the next word