KwaunobvaDuramazwiCchipfuwo

Duramazwi · zita

chipfuwo

Zvinoreva

Chipfuwo imhuka yese inochengetwa pamusha, inogona kushandiswa mabasa akasiyana-siyana kana kuzongou-rayiwa kuita nyama.

1

Chipfuwo imhuka yese inochengetwa pamusha, inogona kushandiswa mabasa akasiyana-siyana kana kuzongou-rayiwa kuita nyama.

Chipfuwo chakaita semombe chinobetsera mabasa pamusha.

Kutauta kupfura-pfura kunoita huku kana chipfuwo chashizhwa, chava kufa.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipfuyo

Mhuka dzinochengetwa pamba sezveupfumi (livestock/pet).

Verenga

Swipe for the next word