Duramazwi · zita
chipikiri
tack · nail
Duramazwi · zita
tack · nail
Chipikiri chisimbichakaomarara, chino muromo unopinza, chinowanzoshandiswa kuroverera mapuranga kana matanda kuti abatane.
Chipikiri chisimbichakaomarara, chino muromo unopinza, chinowanzoshandiswa kuroverera mapuranga kana matanda kuti abatane.
Kana uchiroverera chipikiri mupuranga, unenge uchishandisa dombo kana nyundo kuchirova kuti chipinde mukati.
Kunzonzoda kuisa maburi pachinhu chakaita segaba uchishandisa chipikiri kana umwewo mudziyo wakapinza.
Kunerera kurovera chipikiri pane chimwe chinhu.
Chipikiri mushonga unonzi unosimbisa musana wevarume, zvokuti murume anokwanisa nyatsofadza mukadzi waanenge arara naye pabonde.
mudanhatsindi · mugaragunguo · zinyamhunga
Duramazwi
01 / 03chipikirwa
Chipikirwa chitsidzo chinenge chaitwa nomunhu achitarisira kuti ndizvo zvaachazoda kuita paupenyu hwake.
VerengaSwipe for the next word