KwaunobvaDuramazwiNnzwara

Duramazwi · zita

nzwara

pinch · claw

Zvinoreva

Runyara rwevanhu (nail).

1

Runyara rwevanhu (nail).

Kufunya kudzorera nzwara mumba-ma sezvinoita munhu achikunga chibhakera.

Aka kasimbi kanenge kachigero, kanoshandiswa kugurira nzwara, uchidzvanya rimwe divi rimwe richicheka.

Kuti paru kukwenga kana kuti kumara zvishoma nenzwara kana nechimwewo chinhu.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word