Duramazwi · zita
nzara
drought · famine · fingernail · hunger · hungry · starvation · dearth · hunger; famine; drought · nail

Nzara kunzwa kuda kudya nokuti unenge uchinzwa mudumbu musina chinhu.
Nzara inhengo yakaomarara inovhara mberi kwemimwe kana

Takue kaive pasi pemumvuri kachidya matamba yon'en'ena nzara.
Mamoyo ainge ongodongorera dongorera kunge mwana ane nzara.
Takue akadyira nzara asi angaasina kuridyaira.
Nzara inhengo yakaomarara inovhara mberi kwemimwe kana
Takue kaive pasi pemumvuri kachidya matamba yon'en'ena nzara.
Takue akadyira nzara asi angaasina kuridyaira.
Maitakue vakatoswera nayo nzara.
Duramazwi
01 / 03nzariro
Nzariro inyama inosara padehwe kana vanhu vachivhiya mhuka.
VerengaSwipe for the next word