KwaunobvaDuramazwiNnzanga

Duramazwi · zita

nzanga

society

Zvinoreva

Musha mukuru.

1

Musha mukuru.

Nzanga inokura yerema, yomuchenjeri inoparara.

Nzanga musha kana dzimba dzakawanda dzinowanikwa panzvimbo imwe chete.

Nzanga chikomo chinenge chine makuva emadzishe.

2

Nzanga musha kana dzimba dzakawanda dzinowanikwa panzvimbo imwe chete.

3

Nzanga mubatanidzwa wevanhu vechechi kana vamwewo vane zvido zvimwe chete zvavanoedza kusimudzira.

4

Nzanga chikomo chinenge chine makuva emadzishe.

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word