KwaunobvaDuramazwiNnyuzipepa

Duramazwi · zita

nyuzipepa

Zvinoreva

Nyuzipepa igwaro rinonyorwa nhau, kazhinji rinobudiswa pazuva kana pasvondo.

1

Nyuzipepa igwaro rinonyorwa nhau, kazhinji rinobudiswa pazuva kana pasvondo.

Nyuzipepa igwaro rinonyorwa nhau, kazhinji rinobudiswa pazuva kana pasvondo.

Shizha ipeji imwe yebhuku kana nyuzipepa.

Katuni mufananidzo unosetsa unowanikwa munyuzipepa, mubhaisikopu, muterevhizheni kana kuti mumagazini.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzakura

Kunzakuara zvinhu kuzvisimudza kamwe chete zviri zvose, uye nekukurumidza. Mbavha yakanzakura butwa rehembe, ndiye tande naro.

Verenga

Swipe for the next word