KwaunobvaDuramazwiPpepanhau

Duramazwi · zita

pepanhau

newspaper

pepabepagwaronhau

Zvinoreva

Pepanhau igwaro rinobuda zuva rega rega kana pasvondo, rinenge richitaura nyaya dzezvinenge zvaitika kana kuti zvichiitika.

1

Pandaive ndakamirira chiremba, ndakazvivaraidza nekuverenga pepanhau.

Pepanhau igwaro rinobuda zuva rega rega kana pasvondo, rinenge richitaura nyaya dzezvinenge zvaitika kana kuti zvichiitika.

Ndedzipi nhau kana mashoko anotumirwa kuburikidza nekushandiswa kwemapepanhau?

Zvakafanana

pepa · bepa

Zvine chekuita

gwaronhau

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pepere

Kuti pepere kubva panzvimbo munhu obva aenda zvachose.

Verenga

Swipe for the next word