Duramazwi · zita
penzura
pencil
Duramazwi · zita
pencil
Kupenzura kunyatsotarisisa chinhu wakachisimudza.
Penzura chinyoreso chine muromo wakagadzirwa nezvakada kuita se mazimbe, zvinonyoresa zvichiita zvitema pabepa.

Shapena kamudziyo kanoshandiswa kurodza penzura kuti igone kunyora zvakanaka.

Kana mwana achikara mapikicha anenge achiazora mavara akasiyana-siyana nepenzura.

Kana munhu achinzi ipenzura anenge akaonda zvikuru.
-penengura · chibharo
Duramazwi
01 / 03pepa
outline
VerengaSwipe for the next word