Duramazwi · zita
chibharo
tributary · rapist
Duramazwi · zita
tributary · rapist
Chibharo urongwa hwakamboiswa kare neutongi hwevarungu hwokuti vanhurume vachitema vaimanikidzwa kushanda mahara, vasingabhadharwi.
Chibharo urongwa hwakamboiswa kare neutongi hwevarungu hwokuti vanhurume vachitema vaimanikidzwa kushanda mahara, vasingabhadharwi.
Aizama kuvanziridza nyaya yokuti mwana wake akabata musikana chibharo kumapurazi uku.
Imbwa zhinji dzinobata vana chibharo dzinoendeswa kujeri.
Mwanasikana akabatwa chibharo achaita rumhepwa.
Kubata munhu chibharo kumanikidza kurara newe semurume nemukadzi pasina kutenderana.
repu
Duramazwi
01 / 03chibharuma
balloon
VerengaSwipe for the next word