Duramazwi · zita
chibharuma
balloon
Duramazwi · zita
balloon
Chibharuma kachubhu kekutambisa nekushongedza, kanoita zvekufuridzirwa mweya kofutunuka kuita zidenderedzi kana mazidenderedzwa. Vana vanofarira kutamba vachifutidza zvibharuma. Imba yaipembererwa muchato yakanga yakazara zvibharuma zvaive zvakasungirirwa zvichingobhururuka zviri mudenga.

Duramazwi
01 / 03chibharumu
balloon
VerengaSwipe for the next word