KwaunobvaDuramazwiCchibhende

Duramazwi · zita

chibhende

chimwenyichinjeruchipendembebhende

Zvinoreva

Chibhende mutauro wokupesedzera kuti vamwe vasaziva zvinorehwa.

1

Chibhende mutauro wokupesedzera kuti vamwe vasaziva zvinorehwa.

_Takamunyeya nechibhende aripo._

Asi unofunga kuti handichinzwi chibhende chenyu ichocho?

Kana munhu achinzi ataura ChiDuma anenge ataura nomutauro wakadzama uye une chibhende mukati.

Zvakafanana

chimwenyi · chinjeru · chipendembe · bhende

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chibhibhi

Chibhibhi mucheka unosungirirwa muhuro, unoshandiswa kudzivirira hembe kusviba paya panenge mwana mudiki achidya.

Verenga

Swipe for the next word