Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhende mutauro wokupesedzera, kuitira kuti asingafaniri kuziva zviri kutaurwa nezvazvo asazvinzwisisa.
1

Asi unofunga kuti handichinzwi chibhende chenyu ichocho?
Kana munhu achinzi ataura ChiDuma anenge ataura nomutauro wakadzama uye une chibhende mukati.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhendi
band
VerengaSwipe for the next word