KwaunobvaDuramazwiBbhemba

Duramazwi · zita

bhemba

Zvinoreva

Bhemba zisimbi rakareba rinoshandiswa kutema kana sezvakaita nzimbe kana masora.

1

Munyaya dzekuruka, bhemba isimbi ine kumusoro kune tumaburi, munopfekerwa waya kuti chinenge charukwa chisadonha.

Kukwashamura kucheka uswa nejeko kana bhemba.

2

Munyaya dzekuruka, bhemba isimbi ine kumusoro kune tumaburi, munopfekerwa waya kuti chinenge charukwa chisadonha.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word