Duramazwi · zita
bhendi
band
Duramazwi · zita
band
Bhendi chikwata chinenge chichiita basa rokuridza mhanzi.
Bhendi inzvimbo inomboita mugwagwa sowava kuzondotenderera uchidzoka kwamuri kubva.

Takasvikoomesa patakatambira mukuwasha mumusha namarimba uye bhendi.

mutambe
Duramazwi
01 / 03bhenga
banker
VerengaSwipe for the next word