Duramazwi · zita
chikwata
gang · guild · patrol · team · unit · group · jroup
Duramazwi · zita
gang · guild · patrol · team · unit · group · jroup
Vanhu vakabatana kuita chinhu chimwe chete.
Vanhu vakabatana kuita chinhu chimwe chete.
Kubuda mugwara kuita zvinhu zvakasiyana nezvamunenge mambotenderana muri chikwata.
Chikwata chikamu chidiki chevanhu vari panzvimbo imwe chete.
Chikwata iboka revanhu vanenge vachizikanwa nekamwe katsika.
Mimitambo yemasipotsi, chikwata vanhu vanenge vari divi rimwe chete vanenge vachikwikwidzana nerimwe divi.
Chikwata chevatambi venhabvu chine vanhu gumi noumwe.
Munyaya dzezvekuimba, chikwata vanhu vanenge vachiridza nekuimba pamwe pamwe chete.
Chikwata zvinhu zvakafanana zvakarongeka.
Duramazwi
01 / 03chikwazurwa
Chikwazurwa idavi rinenge ratsemuka kubva pamuti.
VerengaSwipe for the next word