Duramazwi · zita
Zvinoreva
Timu vanhu vanoungana kuita chikwata chokutamba mitambo, kana kukwikwidza pane zvimwewo.
1
Timu vanhu vanoungana kuita chikwata chokutamba mitambo, kana kukwikwidza pane zvimwewo.
Vatambi vebhora vemunyika yedu vanodadisa chose pavanokurira dzimwe timu.
Aiwa, handisi kuda kutambira timu yenyu bhora.
Kana munhu achiraza anenge achisarudza chikwata chaane-nge achida kuti chimire iri timu.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tinda
Kutsungirira nenzira yeshungu diki.
VerengaSwipe for the next word