KwaunobvaDuramazwiTtindi

Duramazwi

tindi

Zvinoreva

Kuti tindi kurira kunoita ngoma ikange yarohwa kamwe chete.

1

Kuti tindi-i kuita ruzha rukuru rwungafanana nerwungaita pfuti huru inenge yaridzwa.

Kuti tindi tindi kurira kunoita ngoma.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tindi-i

Kuti tindi-i kuita ruzha rukuru rwungafanana nerwungaita pfuti huru inenge yaridzwa.

Verenga

Swipe for the next word