Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chibhibhi mucheka unosungirirwa muhuro, unoshandiswa kudzivirira hembe kusviba paya panenge mwana mudiki achidya.
1

Chibhibhi inguo inopfekwa nemusikana asi yakapfupika.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chibhobhiri
Chibhobhiri chisimbi chinoshanda pamuchini wokusonesa, chinopfuura shinda nechomukati macho uye chinoramba chichinosika nokudzika chichiiradanura.
VerengaSwipe for the next word