Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhibhi kamucheka kanosungirwa pahuro pemwana kana achidya kuitira kuti asazvisvibisa.
1
Bhibhi kamucheka kanosungirwa pahuro pemwana kana achidya kuitira kuti asazvisvibisa.
Bhibhi kamucheka kanosungirwa pahuro pemwana kana achidya kuitira kuti asazvisvibisa.
Chibhibhi inguo inopfekwa nemusikana asi yakapfupika.
Chibhibhi mucheka unosungirirwa muhuro, unoshandiswa kudzivirira hembe kusviba paya panenge mwana mudiki achidya.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhibhidza
Kubhibhidza kutsikatsika pasi uchichinjanisa makumbo.
VerengaSwipe for the next word