Duramazwi01 / 03nyuzipepaNyuzipepa igwaro rinonyorwa nhau, kazhinji rinobudiswa pazuva kana pasvondo.Verenga→
Duramazwi02 / 03nzakuraKunzakuara zvinhu kuzvisimudza kamwe chete zviri zvose, uye nekukurumidza. Mbavha yakanzakura butwa rehembe, ndiye tande naro.Verenga→