KwaunobvaDuramazwiNnzakura

Duramazwi

nzakura

Zvinoreva

Kunzakuara zvinhu kuzvisimudza kamwe chete zviri zvose, uye nekukurumidza. Mbavha yakanzakura butwa rehembe, ndiye tande naro.

1

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nzambara

Nzambara muchero unoberekwa nemuti unonzi munzambara.

Verenga

Swipe for the next word