KwaunobvaDuramazwiZzhara

Duramazwi · zita

zhara

Zvinoreva

Zhara kushaikwa kwezvokudya munzvi-

1

Zhara kushaikwa kwezvokudya munzvi-

Mugore rezhara kupemha ndiko kwaitotiwanisa chouviri.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhaurira

Kuzhaurira kubika chikafu chose chiripo panguva imwe chete usingafungi nezvamangwana.

Verenga

Swipe for the next word