KwaunobvaDuramazwiZzhanya

Duramazwi

zhanya

Zvinoreva

Kuzhanya kutswanya chinhu chidiki uchishandisa chombo chikuru.

1

Kuzhanya kutswanya chinhu chidiki uchishandisa chombo chikuru.

Kuzhanya kutswanya chinhu chidiki uchishandisa chombo chikuru.

Kuzhanya kudya pfuma zvisina mwero.

2

Kuzhanya kudya pfuma zvisina mwero.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhanyura

Kana munhu achizhanyura anenge achitsenga nyama yakaita serunda zvinoratidza kuti anokara.

Verenga

Swipe for the next word